18+ Hurukuro Pamusoro Pebonde: Zvinotarisirwa (Part 1)

Zvinotarisirwa nemadzimai uye zvinotarisirwa nana baba panguva dzesex. What are some of the mistakes we do pasex? Uye tingaite sei kuti sex inakidze mumba? Sweraiwo muchitumirana nyaya dzerudo pamafone enyu amunawo kwete kungobvunzana kuti magetsi auya here.


Nyaya inonetsa vamwe ndeye marounds, one good round rinosvitsa mose pa orgasm rakanaka. Asi kana muine hutano uye zemo richisiyana itai pamunodira. Musaita tsika yekuti hauguti wakaita sei munhu wandakapa zuro or wandapa makuseni. Communicate and find ways to satisfy one another. Saka couple should not have a duty roaster for sex NO NO NO!

Kana muripanguva yekutamba [foreplay] b4 sex muchibatana batana musafuridza vana vevanhu munzveve. Bonde riitei anytime uye anywhere. Zvekumirira manheru chete, zvakapera kare kaaaaaaaare. Zvekungoitira pakati pemubhedha zvakapera kare kaaaare.
18+ Hurukuro Pamusoro Pebonde: Zvinotarisirwa (Part 1)

Kune mhando dzakasiyana siyana dze maorgasm. Kune:
  • Spontaneous Orgasm-iyi manje mose as couple munosvika pakufadzana motundirana panguva imwechete anochema achichema anoshunya umwe achishunya nekunakirwa when u both cum
Couples siyana netsika yekuita breaktime panguva yebonde muchimbono weta, garai maweta kare. Kana vari baba vanzwa weti zivai kuti madzosera mukadzi back to zero. Kana mave panguva yesex men don't bump but thump(press). Natsai kukoira zvakanaka kwete kuita semaiswa pamagetsi. Just do it in a circular motion zvakasimba uye zvinyoro nyoro.

Kune varume vanokasira kuneta vosiya madzimai avo nezhara. Ummmmh varume musaita utsinye hwakadaro hwekuda kuguta moga. Varume zivai pekubata, kana usingazivi bvunza umwe wako kuti ndepapi chaipo panodavirira ndikakubata. Don't assume, musaita sezvimumumu zvakaroorana
Zvokuita kunge uripamujaho wemabhiza vakadzi havambozvide kana iriyo system yenyu kuGokwe ikoko. Usazvinetsa uchida kuisundira mberi mberi, madzimai anotorwadziwa mberi kwamunoda kuisvitsa uko

Imiwo vakadzi pepetai varume venyu zvemazvirokwazvo. Baba pavanenge vachiita ...CHECK OUT PART 2

Tichidzidzisana bonde kudaro tisakanganwe kuti Ishe Jesu varimunzira uye ndivo vakatipa idzodzi mhuri. Pamberi nebonde nevarume/madzimai edu asi tiri munaJesu. Svondo tese kuChurch.

Adopted By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp