18+ Chakakoshera Bonde Kumudzimai

Kushaya bonde kwemukadzi akaroorwa kwenguva refu zvinokanganisa utano hwake. Zvinoonekwa neizvi pamunhukadzi:

  • Kushaya hope paruvato munhu achingoshanyarika chitaridzo chekuda bonde. Kune vasingagoni kutaura.mkadzi anokuguma guma kunge mistake kusvika late usiku anenge achida bonde.
  • Mukadzi anoshaya bonde looks older,kutaridzka kuchembera paface iye ari mudiki-she loses a youthful face. It is lack of collagens that occurs during sex which makes skin soft and silky.
  • Kusada kutamba nevamwe paari-mkadzi akashaya bonde kwenguva hana shungu to socialize nevamwe.
  • Constantly sick-mkadzi anoshaya bonde kwenguva refu muviri wake unodhererwa nezvirwere mhoswa anoshaya ma antiviral antibodies awo anogadzirwa nguva yebonde causing her to fell sick everytime and then.
  • Hanganwa or forgetful-,mkadzi anoshaya bonde kwenguva anokanganiska njere nekuti pakuita bonde ropa rinozara neOxygen roenda kupfungwa improving memory uye kugonakuwana ruzivo rutsva.
  • Mukadzi anoshaya bonde kwenguva refu anokanganwa nezvinhu zvakakosha.
SEX BRINGS HAPPINESS FOR THE LIFE OF A MARRIED WOMAN.
18+ Chakakoshera Bonde Kumudzimai
May God give you grace in your marriage!

Adopted By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp