Ukaenda kubhora kune imwe player inotanga bhora yakagara pabench (panze) vamwe vachiritsika ... unozoona manje kwasara 15 minutes player iya yopinzwa mubhora - vanoidaidza kuti "super sub"... ambenge ari panze kwete nokuti haagone bodo, but according to the coach's strategy pake ndepe ma-dying minutes ... and zveshuwa anopinda woritsika nekutogohwesa, pedzisire munhu wese akungotaura zve "super sub" kwete vapedza 90mins vachiritamba.
Ini handizive kuti wamirira nguva yakadii for your turn to be blessed, for your turn to enjoy life... nhasi ndauya kuzokuudza kuti kuti ITS YOUR TURN... vakambopembera kubva gore richitanga vachikuona uri pa"bench" vakafunga kuti rinopera uri ipapo, uchitamba nhamo... VAKAITA MISTAKE... I can hear the Lord say "YOU ARE THE SUPER SUB".., nguva yako yakwana kuti uchidyawo mafuta ayo nyika... Vakakuseka but zvakwana - ARISE and SHINE...
Super-Sub Auya. |
Adopted By Apostle Pride Sibiya