Ladies Only ... Shoko KuMwanasikana

Wadiwa Mwanasikana.Vasikana/ maSingle mothers muri kunze uku, musarega varume/vakomana vachiita zvavanoda nemi kuti zvingonzi unzi une murume chete kunge zvinonzi kana usina murume zvinouraya. 


Munenge muchipedza nguva yenyu with the wrong guy uchimanikidzira kuti akurore kana kukuda. There are a lot of good men out there just waiting for a woman like you. Hongu mukadzi wese anodawo kurorwa asi zuva nenguva dzekurorwa dzinosiyana sekusiyana kwakaita zuva nenguva dzatakazvarwa. Do not allow anyone to abuse you kusvika paExtend yekuku remadza kana kukuuraya. Ndarwadziwa nemusikana anditi anotukwa nemukomana kusvika pakumuudza kuti uri chembere asi iye munhu paaikupfimba aiziva kuti uri mukuru kwaari. Rambaikushandiswa nemweya yetsvina. 

Musamhanyira dzimba nguva yenyu isati yakwana. Mirira mangwanani Mwanasikana, mufaro uchauya.Kune maSingle Mothers, take time to heal after a relationship breakdown/ divorce, do not rush into another relationship nekuti half the time when you do that, it will be re-bound and it will sometimes be lust or infatuation rather than love. Inga varungu vakati a once burnt child dreads fire. 
Ladies Only ... Shoko KuMwanasikana
Ko sei musingavhundukekunowira musame situation? Hongu unobvmidzwa kuenda out with friends or on dates, but do not start anything serious soon after a relationship. You need to give your self a grieving and healing period so that you can take stock of the mistakes you made in previous relationship(s)and find out what you really want nekuti ukasadaro unozadza imba sekuseka uchiti apa wamitiswa, apawamitiswa. I am not judging anyone who had the same experiences, I know munenge muchiedzawo wekugara naye, asi that can be avoided kana munhu akatora time yake when it comes to relationships. Vanhurume havadi mukadzi/mskana ari desperate. Vanoda munhu ari confident, ane selfrespect and direction in life.

Kana uchidanana nemurume wemunhu achiti achasiya mukadzi wake, what makes you think kuti he won't do that to you? Kana achibata mukadzi wake nevana vake his own flesh and blood rough, what makes you think he will be good to you? Kana akaita vakadzi vairi vatatu vachienda, iwe ndiwe ungazozvigona here?Musabhayizwe, ingori sweet toungue chete nekuti rume risinganyebi hariroore. Tiza nehupenyu hwako & usacheuke. Be proud of yourself, usabvume kuitwa second best mhani, ramba kuitwa second best...inga. 
Munhumumwe akati number 1 inodiwa nemunhu wese, ko iwe ndiwe wakaita sei unongoda kuitwa wekumarara.Ndangoti zvangu titsiurane nekuti tikasadaro ticharamba tichiti varume vese vakafanana yet you are giving yourself time to get to know the men you date wozvikanda kumavhunze emoto wega...unetsva akareva Makorekore. Life is too short to allow any one to abuse you. You only live once mwanasikana. Love and respect yourself first before loving someone else. If you dont love yourself, you will never know how to love someone. Grab hold of your life and make good use of it. Also learn from other people's mistakes.Ndatenda

Adopted By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp