Kurumidza Kumhanya KuPolice Station

Ndakaona mbavha ichirohwa but to my surprise yakatizira muPolice station. Kunenge kupusa but kungwara.

Muri mbavha tsano but muri kutizira muPolice. Tsotsi raka understander kuti kuno kunze uku unorohwa nevanhu ukafa but muPolice umu vangandirange havo but they won’t kill me. Once mbavha yapinda mucharge office ndakaona vanhu vachisara vakamira panze “hee ngaibude tiirove hee ngaibude”.

We are sinners, but kana uchinge watadza zvirinani kumhanyira kuna Mwari and ask for forgiveness than kuramba uri kunyika because satan anokuita kanyama-kanyama. Tizira kuna Mwari.
Kurumudza Kumhanya KuPolice Station
David akataura akati rega hangu ndiwire mumaoko aMwari nekuti vane nyasha zhinji than kuwira mumaoko evanhu.

Mumwe akaoneka nezuro asi haana kusvika...
Mumwe akaribika asi haana kuzoridya...
Mumwe akarara asi haana kuzomuka..
Mumwe akashanda asi haana kuzoidya mari yacho...
Mumwe akahwina asi haana kuzopembera...
Mumwe akapinda asi haana kuzobuda...

Tenda Mwari hama nechipo chehupenyu... Vazhinji vairi shuvira zuva ranhasi asi zvakona... Kurarama ndi Ishe... "For to me to live is Christ, and to dieis gain." - (Philippians1:21)

Adopted By Apostle Pride
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp