Ini Ndine Figure

Vadikani wauri kuti muviri wako hausi wako. Bhaibheri rinoti miviri "yenyu" itemberi yoMweya wamakapihwa, yaisi yenyu! 

You should therefore glorify God in that body. Ndirikutoshamisika nevari kurara nevanhu vasina kuvarora mutemberi yoMweya ...vanoimwisa bronco ... hanzi inini manje ndine figure yakapenga, nyamba muviri ndewaJehovah iwe uri muroja imomo. 
Ini Ndine Figure
Uchaona musi waanokudzinga hake kubva pahuroja, ndipo paachakubvunza kuti maibatei mutemberi yangu ... ipapo figure inenge yakwaMpfiganebge ... vana veZimbabwe ngatityei Jehovah titendeuke nhasi nguva ichipo. Amen. 

 Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp