Bible rinoti Noah akawanirwa nyasha naMwari (Gen 6:8) but to my surprise munhu awanirwa nyasha na Mwari anoudzwa kunzi enda unovaka Ark. Ini ndaifunga kuti kana wawanirwa nyasha you have to sit and relax, zvinhu zvichifamba zvega but to my surprise unonzwa Mwari vachiti, vaka Ark.
Zvinoreva kuti nyasha haizi license yeku relaxer uchiti God will take care of everythying. Noah dai asina kuvaka Ark ainyura mumvura zvisineyi kuti akawanirwa nyasha.
Hongu basa makariwana nenyasha but mukaita hunhu hwekuva stubborn to your superiors muchiswera muri pa whats app rinopera.
Hongu nzvimbo yekuchikoro makaiwana nenyasha but if you don't work hard unonyura.
Hupenyu Hwenyasha Hausi Weusimbe-ka!Add caption |
Hongu makaitirwa nyasha yekuwana mukomana kana musikana wekuchata naye but where is the Ark.
Jesu akafira tesu asi ukasamugamuchira nekumuraramira mumweya nemuchokwadi ah unoenda kugehena iwe! Kurumidza kuvaka ngarava urege kunyura.
Itirwai zvakanaka hama munaShe zuva ranhasi .
Amen & Amen.
Adopted By Apostle Pride Sibiya