Bepa remukaka welacto kana riine mukaka hapana anoribatidzisa moto nokuti rine mukaka mukati umu. But ukazoona the same plastic paper richipupurutswa nemhepo chokwadi unorikanda mumoto kunyangwe rakanyorwa kunzi Lacto 500ml.
WHY? Because harina chinhu mukati, ingori label chete. Mukaka wakasobuda kare. Tinavo maKristu akadaro nhasi - changosara i-label chete yekunzi muKristu but Kristu wacho haamo mukati umu... akasoraswa kare kare.![]() |
Bepa ReLacto NemuKristu |
Pakupedzesera uchibatidziswa moto wegehena. HAMA SHANDURA MAITIRO AKO IWAYO UTSVAGE JESU NEMOYO - ARARAME MAURI... ITS EITHER YOU ARE HOT OR COLD... DZOKA
By Apostle T Mashamba | Edited and adopted By Apostle Pride Sibiya
0 Comments