The Power Of Media - Prophet Brian Mundopa Taking Media To Another Level with Apostle Pride Sibiya

Mangwanani vanhu vajehovha ndoda kungotenda mwari nekuti pandirikungofamba pese ndirikumiswa nevanhu about my videos, vachibvunza kuti ndirikukufananidzai nemunhu anoita maadverts eGlory Ministries.


Yesterday it was at a clinic. Munhu wacho haasitombori wemuGlory Ministries but akatokumbirawo number dzana Prophet Brian Mundopa ndikamupa she promised me to come to church on Sunday, another one is a seventh day adventist lady. She said akandiona pagroup ravo rebussiness, nemugroup rechurch kwavo saka atondivinga pashop pandangandakamirira murungu wangu.

Akatizve makadii henyu ndakufananidzai nemunhu arikuita tumaclips twegospel wekuGlory Ministries ndikati ehunde ndini. Akandipa a good hug achiti rambai muchiita basa ramwari rifambe. Azobvunza kuti irikuitirwepi ndoda kumbouyawo, ndamupa madirections, ati achazombouyawo, ndanzwa kusumudzirwa sezvo ndaingozvitarisirawo pasi. 

Amen
The Power Of Media - Prophet Brian Mundopa Taking Media To Another Level with Apostle Pride Sibiya

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp