Ini ndiri mukomana ane makore 28, handisati ndaroora. Dambudziko rangu nderekuti ndinosema vasikana.
Ndinogona kutoita hushamwari nemusikana hwakasimba, asi pandinozoda kusvitsa shoko, moyo wangu unobva watotanga kuvenga musikana iyeye.![]() |
Ndinosema Vakadzi. Ndibatsireiwo Hama |
Chingava chii nhai tete? Ndibatsireiwo ndinoda kuwanawo musikana wekuroora.
Shepherd. Chitungwiza.
0 Comments