Nyangwe Z.U.P.C.O Rikazara Sei!

Bhazi nyangwe rikazara sei mukaita pressure, driver anotomira zvake panze asingambovhunduke coz anoziva kuti rake seat harina anobata ... zvingaome sei, chake chigaro hachibatwe.


Nhasi rest assured kuti your seat is available at the King's table ... rega vanoita dzungu vaite ... vanowanza siya vakadaro ... vanoti aaahhh iwe wasara siya vakadaro ... vanoita pressure yekuda kuwana hupfumi nechitsotsi nemishonga siya vakadaro ... AS FOR YOU, GOD HAS KEPT YOUR SEAT VACANT, WAITING FOR YOU...!

A time is coming and now is the time yekuti vaive vemberi vachava veshure.
Bhazi re Z.U.P.C.O.
Mwari ari kuzokusimudza to an extent yekuti your enemies will not have option but kutokuomberera so.. Mwari ari kukuitirawo mwaka uno ... uri mwana waMwari iwe ... zvako zvinoita chete ... CHAKO CHIGARO CHIRIPO ... zvaukagadzirirwa nedenga hazvisati zvamboonekwa before... zvichashamisa vavengi vako.
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp