Monday, 1 April 2019

Nyaya Inonakidza: Kupfeka Sutu Yakanaka Kudarika YeMuchati Wacho!

Unogona kupfeka suit inodhura kana yakanaka kudarika yemuridzi wemuchato wacho asi you will still remain muperekedzi chete. 

Kutotambawo masteps kwazvo but nesuit yako iyoyo kuhoneymoon hautsike because uko ndekwevaviri vachata ava.

When your duty ends vaperekedzi munodzokera kumba... Hama ngwarira kuita muperekedzi panyaya  yekunamata  iyi. Ehe kuimba munoimba but pane nyaya manje is your relationship with Christ.


Nice suits
Muri kudanana naJesu here zvokuti if He comes today you will go with Him... I urge you to check your life... Taramba vaperekedzi... Gadzirira, ngwarira, rindira, shanda nemoyo... Jesu ave kudzoka : muri papi hanzvadzi? Muri papi mkoma? Muri papi amai? Muri papi baba.

Inspect yourself today and sort out your relationship with God through Jesus Christ
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *