Verenga: Stay Connected-Gara Pamagetsi Uone!

Wakamboona in real life kuti tambo yemagetsi kana iine magetsi atakatumidza kuti moto hapana anoda kutambira payiri chero electrician chaiye treats it with caution. Asi akange adhingurwa chero vana vadoko vanotoita fish fish nayo kureva kuti haichatyisa yafanana nerwodzi(gavi). Why? Because changa chirimairi hachisisimo.

Apostle Pride Sibiya
Zvimwechetezvo newe mutendi wanhasi paunenge wakabatirira pana Mwari uchitsanya nekuverenga Bhaibheri  madhimoni anokutya, madzikirira anokutya, maspiritual husband's/wives anokutya, even vemakuhwa chaivo vanokutya. WHY? Because you are connected to the supernatural power of God. Paunongosuduruka pazvinhu zvaMwari chete nekushandira Mwari, twese uto tunouya kuzoita fish-fish newe  nekuti hapana chichatyisa pauri wangofanana negavi magetsi akaenda kudhara 

Shout, "I will stay connected!"

Simba raMwari ngarifambe mauri nhasi! AMEN!

SHARE THIS!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp