Monday, 25 March 2019

Verenga Ichi: Mukadzi Aishandisa Varume NeSatanism Opupura

Vanhu wee ndoda to confess what my friend is doing to one of you people. We have been doing this together but the tears and prayers of innocent people have made me back out because it's tormenting me. 

There is a group that attended a party in Dec 2014, and in that group kune murume akadanana ne shamwari yangu. This man is married, be warned my friend is using Satanism to make this couple separate. As I speak she has tried many times to kill the wife but failing because this woman prays. The husband is fast asleep and thinks he is a hero when he wakes up it will be too late.

The only thing that we have managed to do kubaya mkadzi wacho netsono msoro and she is suffering from headache day and night. Ndakamuperekedza kun'anga and iriku kumaraini ku Hatcliff, and zvikanzi achaita accident but next time we went back zvakanzi zuva racho paaifanira kuita accident the car she is driving did not start, up to now because of the prayers of her mother.

The witchdoctor is saying amutadza mkadzi uyu but my friend persists of finding another one to do it. Hanzi mkadzi wacho every time a spirit is sent to her at night anowanikwa akasunura and she will be feeling kuti kune munhu pamba and she starts praying.
Varume ngwarai
Shamwari yangu ine masperms ne cho*a dzemurume uyu dzaarikushandisa. I have thought to expose this last time patakaenda kunasekuru this lady was carrying a photo yemurume wacho, the man had a big fresh wound pa gumbo and sekuru said the wound should not heal kuitira kuti murume avenge mkadzi. Sekuru ava vane mirror paunenge uchiona the targeted person.

Saka tairibayabaya ronda racho kuti risapore, the more achirwadziwa the more achivenga mkadzi, But patakazoenda apa sekuru vaiti mkadzi wacho arikunamatira ronda riya rakuoma. From there I realized there is power in praying to God and that to repent ndisiyane nezvesatanism

Varume vimbikai mhani mkadzi uyu anomuda murume wake but murume ihure chairo. Uchafirwa nemukadzi ukaroora hure.
Ndibetserei - woo cause is being tormented by their prayers.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *