Must Read: Kutsanya Nekunamata

Moses akaona gwenzi richipfuta akamhanya kunoona kuti chii akanzwa izwi richiti, Ndini Mwari wamadzibaba ako (Exodus 3). 


Zvese zvakaitika musi you vaive nechekuita nesungano pakati pemadzibaba naMwari wavo.Thank God Mwari wemadzibaba aMosesi ndiMwari chaiye.

Vamwe vedu madzibaba akatitangira akaita sungano navanaMwari vasivo uye zvavakuitika nhasi inyaya yesungano idzi: haurorwe, hauroore, unouya madzikirira, unorara uchidyiswa, uchirara nemunhu kuhope, unoshoorwa, ndiye wekupedzerwa nguva nevarume, jambwa, kungodzingwa basa, hurwere uye kungotsikirirwanekuda kwemweya yemadzinza.
Apostle Pride Sibiya
Today:
- Confess the sins of your family up to the fourth generation. Whatever sekuru vasekuru did affects you
- Confess the common sin in the family
- Forgive everyone in the family
- Destroy every covenant and alter that was built in your life from off your life. Ramba mweya yese yemadzinza nengozi dzese
- Pray for generational family blessings to be upon you
- If you can take a seed to your pastor and ask him for a prayer to seal your deliverance.
Mweya yese yedzinza must leave you.

Musanete pamutsanyo. Also study the Word and pray hard! 2018 ndewako!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp