Saturday, 2 February 2019

Nyasha! Nyasha! Nyasha! READ THIS!

Graduation
Haizi course yeCapentry yakaita kuti Noah avake Ark but inyasha dzaMwari. So hazvaigona kuti afambe achizvikudza kuti ndakagona kuvaka ark because if it wasnt for GOD's grace, hapana ark yamaivaka asekuru. So life haizi yekuzvikudza buts its about giving all glory to GOD for His grace.

Haizi make~up yaita kuti muchate sisi but inyasha.
Haizi certificate yekuBible college yaita kuti muparidze mufundisi, but inyasha.
Hauzi uchenjeri hwenyu hwaita kuti mupase mukoma but inyasha. 
Whatever you achieve in life, dzidza kuziva kuti ndiMwari akupa. Dont take all pride in your success but ipa mbiri kuna Mwari.

James 4:6 GOD resists the proud but gives grace to the humble. Mwari haadi avo vanozvikudza, asi vanopa NYASHA kune avo vanozvininipisa.Mwari vatibatsire, Amen.

Follow Apostle Pride Sibiya on facebook, YouTube, Twitter, Instagram, Instaclips, Periscope, Google+ and all social media.

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *