Friday, 1 February 2019

MUST READ: Kutiza Mapurisa Uchinowira Mumapurisa!

Lets say uri driver weCombi and you are busy kutiza mapurisa eBMW and you come across imba ineghedhi rakavhurika and you decide kupinda ipapo. After that you quickly close the gate wotanga kufara kuti wahwanda police yanga ichikuteera but you later realise kuti muyard mawapinda ndema Commisioner General weZ.R.P.

Unopinda busy and mhosva dzako dzinenge dzawanda futi likewise when problems arise in life, ziva kwekutizira. Kana marriage yanetsa, please usatirize kunoita imwe affair neChikomba or small house.
South African Cop
Kana stress dzawanda, please usatirize kuBhawa to drink and drown your sorrows.
Kana basa ranesta, please usaende kun’anga kunopihwa midzi dzekuti zvinhu zvifambe.
Kana wamitiswa, please usatsvage kuti ndekupi kwaungabvise mimba
whatever it is that comes your way, ziva kwekutizira, chenjera kutiza from the frying pan straight into the fire.

You must, instead, face every problem in the Name of Jesus. Mira naMwari and the problem will be solved, ukada kutiza uchagumisira wapinda muterritory isina kumira mushe and you will regret.
Psalm 18:2-3 The LORD is my rock, and my fortress, and my deliverer; my God, my strength, in whom I will trust; my buckler, and the horn of my salvation, and my high tower. I will call upon the LORD, who is worthy to be praised: so shall I be saved from mine enemies.

Be In Church!

Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Whatsapp, Google+, Periscope,Instagram and all social media.

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *