Wednesday, 12 December 2018

Wakamboperekedza Muchato Or Hauna: Nyaya Yako Iyi!

Unogona kutopfeka suit inodhura kana yakanaka kudarika yemuridzi wemuchato wacho asi you will still remain muperekedzi chete. 


Unogona kutenge wakanaka chaizvo pameso kukunda muchati but still uri muperekedzi kutotambawo masteps kwazvo, kuto bvarukira bhachi but kuHoneymoon hautsike nekuti uko ndekwevaviri vachata ava...kutozodyawo kani kuHigh table but when your duty ends vaperekedzi munodzokera kumisha...!!

Hama ngwarira kuita muperekedzi panyaya dzeDenga. Ehe kuimba tinoimba kuchurch, ma 'All night' tichiita, tichivateko, Minana tichiinzwa, tichishaura, vendimi tichirutsa but pane nyaya hombe manje: Your relationship with Christ.
Wedding blues
Muri kudanana naJesu here zvokutozo chatiswa if He comes today Heb12:14.
Are you ready for he will go with those who are waiting Heb 9:28. I urge you to check your life and repent, repent and repent...Taramba vaperekedzi kana maMC, nyange maCamera man , zvikurusei maDJ...Gadzirira, ngwarira, rindira, tendeuka:- seek him in spirit and in truth Jn 4:23, Rev 3:20...Jesu ave kudzoka. Uripapi panyaya iyi hama yangu
Be blessed abundant today and always in Jesus name.

Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, Twitter, Whatsapp, YouTube, Instagram, Google+ and all social media.

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *