VERENGA: Nyuchi, Kuruma Kuruma Hayo Asi Yakandidzidzisa

Nerimwe zuva shiri yakasvika pakubvunza nyuchi kuti nhai shamwari zuva nezuva ndinongokuona uri pamaruva uchitora muto wekundogadzira huchi, asi huchi hwako vanhu vanongokutorera. 


Ko hazvikurwadze here?? Nyuchi ndokupindura ikati, vanhu chavanogona kutora uchi chete, asi havakwanise kunditorera chipo chekugadzira uchi hwacho.
Nyuchi, Kuruma Kuruma Hayo Asi Yakandidzidzisa
Vanhu kunyange vakatorera nyuchi uchi hwayo, haife yakaregera kugadzira humwe uye haizomboore moyo kusvikira pakugadzira uchi hwunoshata.. Garai muchiita zvakanaka nguva dzose, musateerera vanoda kumuodza moyo nemazano akaipa. Pose pane chakanaka chakaipa hachishaikwe, Mukaita zvakanaka zvinodiwa naMwari, mumwe munhu anotokuudza kuti wave kupenga.

Chaanenge achida kuti iwe uore moyo ukundikane. Nhasi uno shoko ririkuti usaore moyo, rambai muchiita zvakanaka, nemubairo wenyu uchave mukuru kudenga.

Receive Jesus Christ as Lord and Saviour. SHARE this article and follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, Twitter, Whatsapp, YouTube, Google+, Instagram and all social media.

May GOD bless YOU.
Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp