VERENGA: Murume Chaiye

Johane 4:16-18 Varume munotaura zvenyu ne bass iye asati auya, paanouya zvi bass zvenyu zvinoita tener. Murume chaiye anoti akasvika pa pfambi haabvunzi kuti imarii?

Murume chaiye anoti akaona vasinganamati haavashori kana kuvazvidza asi anovapa mvura mhenyu yeshoko ra Mwari.
A Real Man
Akati asvika murume iyeye patsime ndiye dhuma-dhuma nechifeve, akachiti, Chokwadi hamuna murume; wava nevarume 5 uye wauinaye haazi wako. Shamwari, 5 i number of grace. Awanirwa nyasha mukadzi uyu. Zvanzi na Ishe Jesu kumukadzi weSamaria, varume vaunoda ava havasi varume asi unofanira kuva nemurume chaiye.
Zvino iwe muverengi wangu unaye here murume chaiye anonzi Jesu. Akanzi; murume wauinaye haazi wako, newewo upombwe hwauinahwo hauzi hwako; Makuhwa auinawo haazi ako, Kuba kwauinako hakusi kwako, Chirwere chauinacho hachizi chako. Hamuna murume chaiye anonzi Jesu. The first evangelist was a woman akamhanya muguta akati, Huyai muvone murume, wandiudza zvose.

Murume chaiye kana mukadzi chaiye anoziva Mwari. Madii manga mauya kuna Jesu, mogamuchira murume chaiye muhupenyu hwenyu, hauzovizve nayo nyota yezvivi iyo.
Halleluah!

Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Instagram, Whatsapp, Twitter, Google+ and across all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp