VERENGA: "Chikokoko Zunza Inda Usvotese Vasina!"

Kune vakambo tamba pada vanoziva kuti kana munhu apedza kutamba mabox ese anozosvika paanotora dombo rake raari kutambisa opira gotsi kumabox epada ipapo okanda dombo rake. 

Mubox munowira dombo rake, anobva aisa mark opponent yake haichatenderwi kutsika imomo, nokuti mave nechikokoko chake imomo.
Pada, African Childhood Game
So opponent yake kana yasvika pane chikokoko, is forced to jump becoz mave mevaridzi ,muridzi wechikoko aiti kana asvika pachiri otsika nemakumbo ese odaidzira kuti "chikokoko zunza inda kusvotesa vasina," kana kuti "chikokoko dhindaiwo chenyu." Game parinenge richipfuurira mberi anoramba achizadza zvikokoko kusvikira opponent isisina pekutsika & it will be game over munhu   adyiwa.

Zuva ranhasi kanda dombo rinonzi Jesu mumarriage yako rogadzira chikokoko ,mumafinances, muutano hwako nemhuri,pese-pese ngapave nechikoko toda kuona kuti Satan achatsika papi, iwe naJesu ndimi munenge muchitsika kusvotesa Satan nemademon ake, rwendo runo ngaajambe chega chega chako kusvikira ati uyu ndamutadza & it will be game over.
Chikokoko chekutanga kugashira Ishe Jesu saMuponesi wako. Do it NOW! Ishe Jesu pindai mumoyo mangu muve Ishe naMambo wangu.

Go to church and get spiritual help, uchaita zvikokoko zvakawanda.

Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, Whatsapp, Instagram, Instaclips, Google+, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp