MUST READ: Mvura Inodziya Yakaoma Asikana: Haupisi Kana Kutonhora

"Nyorera mutumwa wekereke iri paRodhikiya uti: Zvanzi naAmeni, chapupu chakatendeka, chazvokwadi, kutanga kwezvisikwa zvaMwari. 

Ndinoziva mabasa ako kuti hautonhori kana kupisa dai uchitonhora kana kupisa. Zvino zvausingatonhore kana kupisa ndichakusvipa mumukanwa mangu." Zvakazarurwa 3:14

"Mvura yafanza here upambire sadza?" mai vakabvunza mwana wavo Bertha.

Mvura yakapisa yakanaka nokuti inobikisa sadza rakanaka
Inobikisa tea yakanaka
Inouraya huturu hwehosha muchikafu

Mvura yakatonhorawo inopedza nyota
Inodiridzika nayo
Inobatsira
Showering
MVURA indziya yakanakira
Kugeza magumbeze
Kugeza muviri
Kugeza maoko
Kugeza manapukeni emwana
Mvura inodziya inoshanda kutakura tsvina kunyanya. Chinamato chisingapise chinotakura diarrhea dzese dzaSatan negehena. Chinamato chakadziya ndo chine makuhwa ese, hupombwe hwese, kushora, kutuka, kunyeba.

Nhasi dzosera chinamato chako pachitofu chemweya and decide from today to be on FIRE FOR JESUS!
Follow Apostle on Facebook, Twitter, Youtube, Whatsapp, Instagram, Google+ and all social media.

By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp