Friday, 14 December 2018

Marriage And Job Testimony

I just want to thank Mwari wenyu Apostle anoshamisa anoita minana. When i first came to Glory ministries i had a title 'single mother' asi that title was removed in less than 5months to be traditionally married.

Takasangana nemaChallenges things started falling apart hubby lost his job takashingirira zvakaoma kudaro until this year 2017 in Septmber after Tiyambuke Watershed moment my hubby akawana nzvimbo paTeachers college zviri straight and fair and inini ndakawanao basa at ****** Provincial Hospital.
Nurse
Mwari hwehushumiri huno anosimudza marombe Mwari wenyu apostle namama Sibiya anoshamisa uyu mukuru. Thank you so much nekubvuma kushandiswa naMwari.

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *