Tuesday, 18 December 2018

Apostle T.T Vutabgashe Vodzidzisa Order

Solomon was visited by the Queen of Sheba during the time he was supposed to go to the service but he chose the service. 

You get a local visitor, to you that is reason enough for you to miss church. Vacho vauri kuda kufadza ndivo vari kukuroya futi.

Unonamatira kuti asina mwana aite mwana, ave nemwana wacho unonzwa zvichinzi hatibudi nemwana panze, panze pari kurehwa kusvondo asi mwana akamuwanira kusvondo.
Mbuya vanobata bata ndivo vanotanga vauya kuzoona mwana nekumubata. Paunozouya naye ku dedication kusvondo, inenge isisiri dedication asi inenge yatove deliverance.

The problem is we lack the revelation to thank God who has done it for us.
Apostle T. Vutabwashe

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *