Thursday, 4 October 2018

Varume Vanorova Vakadzi Ngavaende KuWrestling: Kikiki!

Even Samson the most violent man in the Bible haana kana 1 day raakarova mukadzi. Murume uyu aigara achivharwa naDelilah but he never lifted his finger against her. 


Ko imimi mukoma how violent are you zvekuti munotoda kurova mukadzi or kurova anyone for that matter? Kana uchida zveFight wadii kuenda kuAmerica unotamba Wrestling nanaUndertaker, than kushungurudza mukadzi or vamwe vanhu.
Mukadzi akarohwa
Why do you have to turn to violence when you can negotiate, why do you have to turn to violence when you can pray? Violence haizi solution kana manetsana. There are better ways to resolve a conflict. Even munhu akakudenha zvakadii, there are better ways dzekugadzirisana than kumurova. Mukadzi haarohwe, infact lets stop all form of violence against mankind. Ngatirarame muRudo.
Eve aisarohwa naAdam, Sarah aisarohwa naAbraham, Rachel or Leah havana kubvira varohwa naJacob. Ndakatsvaga Bible rese murume airova mukadzi and so far handisati ndamuwana, where is this violent culture of beating women coming from???

LETS US ALL PUT A STOP TO VIOLENCE (lets get this message across to everyone, kana uchigona,copy and repost this update onto your wall or simply press the “share” button). But I say unto you which hear, Love your enemies, do good to them which hate you. (Luke 6:27)

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *