18+: VARUME CHETE: Kufadza Mudzimai Wako Kuburikidza NeG-Spot!

Varume vakabvuma havo kudzidza vakaverenga vachiteerera zvinoda madzimai avo mumba, dzimba dzingafadze chaizvo.


Mudzimai ngaarare nemusana. Arara nemusana ndaapete makumbo ake in such a way yekuti anotsika mubhedha netsoka dzese as in the whole foot ndaibate pamubhedha not just her toes. Ngaaise mapillow pasi pechiunu chake but pasiri pamagadziko.

Chimubata zvakanyatsonaka, kwenguva yakareba mazamo, kuma side kwedumbu, zvidya etc. Zvese zviya zvinoita kuti mudzimai averere masiriri kubuda munhengo make, zviya zvekuti ma*amu azvimba, ka cli*i*s kamira, ma**nji asvavirira, and akubvundirira muzvidya.

Chitora chigunwe chako chepakati my dear, nyatsosvererera zvinyoronyoro chakatarisa mudenga. Just 2-3 cm mukati uchanzwa kasponge part kaye. Make sure ka sponge ikako kanokavhiwa nefirst part yechigunwe chako kubva kunzara( the finger has three parts). Chiita senge uri kusheedza munhu kuti huya kuno nechigunwe ichocho zvinyoro- nyoro but zvine kapressure mbijana.

Make sure you are well lubricated. Dzokera pakare paye woramba uchimuita kudaro. Ita uchiita like uri kumassager and then dhurowa ma 8,8,8 pakari, womboita ma O,O,O. Uchaona mudzimai akutanga kuita ma movement maziso anenge avhara ege automatic. You can pour some lotion or some oil pamazamu ake and ask her to massage herself as you stroke her g-spot.  
Kufadza mudzimai
Just keep rubbing, caressing, softly squeezing. Anosvika pakusvika kikiki! Unokwanisa kuti pauri kurubba g-spot yake, at the same time worubba chibhinzi chake/clitoris. Unenge wamupedzera mudzimai zvako.  

Ndeapi mapositions anonyatsoita kuti G-spot ibatike pasina maoko? Doggy style-mudzimai anofanira kukotama zvekuti guvhu rinogumha pasi asi magadziko ari mudenga, musana wakabhenda. Nhengo yako iwe unok*ira ichigumha pasi penhengo yake panenge pave neG-spot. 


Cow-girl-mudzimai anouya padenga, oita lean back a bit. Nhengo yake inobva yaita tightier yosunga yako iwe and yako inenge yakatarisa mudenga ichinyatsogumha ka sponge kaye. Mudzimai anoita kudurura hukadzi nemufaro.

Hama dzangu varume, zvese zvandanyora apa ndezvekuti mufadze madzimai mumba menyu kwete kunoita gumbo mumba, gumbo panze. Chikuru chandinokumbirisa kuti isu varume titendeuka kuburikidza naJesu mwana waMwari toendawo kukereke pamwe chete nemhuri. Please like my pages and follow for more.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp