Wednesday, 17 October 2018

18+: Madzimai Eruwadzano Panyaya YeChikapa

Madzimai nhasi regai ndimbotaura nyaya dzehushumiri hwepasi peguvhu dzamakadai kubvira kumba kwamakaberekwa. 

Hongu tingadzidzisane mastaera ose ekuti bonde rinakidze but you should know how to stand kana uchiita bonde.

1. Chikapa, Kutenderedza chiuno pabonde murume ari pamusoro pako. Funga munhu akupepeta zviyo ndozvinofanirwa kuita chiuno chako. Maitirwo echikapa anosiyana depending nestyle yauri kuita, kune chikapa chemisionary, chedogstyle iwe uri pamusoro/nechekunge wakatakurwa iwewe etc.

CHIKAPA is basically lifting murume nechiuno so fitness inodiwa ladies, be active kuti ukwanise kusimudza chiuno chako and usakurumidze kuneta.

EXERCISE – muka uchimhanya uchistracher kuti mamuscles asarwadza. Wakarara nemusana simudza makumbo ako womaita zvaunoita kana uchida kuzvara, madzore kusvika kumagadziko uku, Simudza magadziko nechiuno chako mudenga, By this time uchange wakarara nechepahuro apa, bata maankles ako nemaoko ako, chitanga kuita CHIKAPA chako, kana waneta pfumbata zvibhakera woisa pasi pemagadziko ako, hatidi madzimai anoita chikapa chebenzi, you should dance according to the tune.
Couple In Love
2. Muri pabonde communicate nemurume wako, muudze asakutsikirire chest nekuti ukatsikirirwa hausimuke pachikapa. Dzidzisai varume venyu kusakurumidza kudiridzira madzimai, trick iripo ndeyekuti musatendere murume kuti akuite nepace yake iye. Anongoti koyi koyi koyi obva adira hake, iwe wosara uri panzara, shandisa pace yako iwe. Mudzimai uchitanga chikapa chako haungotange neku No. 10, zvinobvira pasi uchiita uchikwirawo kumusoro, ukanzwa shewe vanyanya kunakirwa vakuda kumhanya kupfuura pace yauri kushanda nayo, sunga mhasuru dzako kuti varegedze kumhanya, ukasunga mhasuru havazokwanise kumhanya.
3. Tiri ipapo mamwe madzimai ari pano haagone kuchemerera kana aripabonde. Kunyara here? Chii asikana? Unonzwa mumwe achingotsinda uuum uum uum, kunge akavhararirwa mugaba, chemererawo mhani kuti baba vanzwe manyuku-nyuku. Kuchemerera hakusi kungoti aaaaa aaaa uuum aaaaa aaauuuu.

Asi kungongwarirawo bonde iwe usina Jesu...ummm! Ngatitangei nekutora Jesu saIshe naMambo weupenyu hwedu, toenda kukereke kwatinodzidziswa zvakawanda.

www.pridesibiya.com
Mai Mfundisi

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *