18+: Gumbo Mumba, Gumbo Kunze: 20 Chenjedzo Muwaniso Dzakabuda Mumusangano WeVarume.

Pamusangano wakaitwa kuNyanga nevamiriri vanababa vakaroora izvi ndozvakabuda sezvichemo zvavo uye zvinoita kuti vaite gumbo mumba gumbo panze:


1. Hatidi kungobikirwa nyama nenzira yechirungu day a day; kwaMereki tinodya sadza neshwa, matumbu, munyeve, madora, zondo chero nemakurwe chaiwo.

2. Hatidi kuvata pamubhedha daily: kuDZ kwatinomboenda tabva kuBrook hakuna kana gumbeze   re2 in 1 zvaro-zvepasi zvinonaka wani.

3. Hatidi kungoudzwa nezvenhamo dzepamba pese pese, ingamira sei nhai?

4. Smile chaiyo yave kuwanikwa neane lucky mudzimba, rudo rwese rwakaenda kuvana kare.

5. Tinodawo kufonerwa chero pasina zvauri kuda kwete kuti ukaona number yamai wotovhunduka kuti kuri right here?
18+: Gumbo Mumba, Gumbo Kunze: 20 Chenjedzo Muwaniso Dzakabuda Mumusangano WeVarume.
6. Tinozviziva kuti hapana zvitaira zvamusingagone pabonde asi munoda kunyepera kusaziva-kuda kuzviita masister eR*ma nhando-izvi tinodaro nekuti mamwe masmall house edu mamarried women vanotitira madanha ese but kumba kwavo vachinyepera kusaziva.

7. Tinoda kuk*irwa pamusoro mukadzi ok*ira nespeed yaanoda.

8. Tinoda kutamdisiwa zvombo zvedu without measure, ndipo pane mufaro wedu.

9. Musatora nguva yakareba musati maheater please bonde irace inoda kuti tisimukirane patambo, asara asara.

10. Chero usina kusvika paorgasm, chemereraiwo zvinotipa manyemwe mangwana tinowedzera kusvika takusvitsaiwo.

11. Tambisaiwo nhego yedu, hapana chinokunda magic yewarmth yewoman's hand ichipuruzira nhengo, hey.

12. Musaomese mitezo kunge murukubatwa chibharo, tinoda kuita bonde nemunhu arikuresponder positively.

13. Musangotanga nekumbeya mubedroom musina kupfeka appetite yese inopera-garai beya riri strategic, rinosiya zvimwe zvakavharwa-ndozvinoita vesmall house ava.

14. Tinodawo kubviswa maunderwear kuratidza kuti urikuda bonde kwete kuti rako ndini ndobvisa, rangu ndobvisazve.

15. Mapants acheaper chaizvo...hatidi akabvaruka hey.
16. Kana ukanzwa ndaakusvika iwe uchada misa game umbotambisa nhengo iri kunze kweground, inopeaker futi.

17. Ngatiitei mastaera ese-ese

18. Demand s*x daily muone kuti tinoramba here?

19. Musarambe bonde masikati kana usiku, kana tichigeza, ndozvatinoita kusmall house uko.

20. Gezaiwo please please, gezai makuseni nemanheru kwete zviya zvekugeza kuma2pm kamwechete pazuva.

Madzimai munotiiwo kudii neizvi? Ngatinamatei Mwari tichengete mhuri dzedu!
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp