Operation Rudunura, Satan Tasa!

There was this mother vaiva nekamwana kavo kaiva nemusikanzwa, amai ava vaiita basa rekuruka majuzi avo, saka vaiti kana vakada kumboita something else vaisiya zvirukwa zvavo pasi so kamwana kaibva kati chance given, kotora zvirukwa zvaamai kotangawo kuenderera mberi nekuruka.


Pakaiona amai vave kudzoka kaidzosera zvirukwa pasi as if everything is normal. Chandaikafarira pana amai ava ndechekuti havaibvunza kuti ndiani abata tunhu twavo but somehow vaiona kuti pattern yachinja then vozvomora maKNIT vorudunura kusvika pavapedzisira kuruka.

Shamwari nditeerere mushe, Satani ane system yekuti anorukirirawo twake. If you check in your life uchaona kuti satan akarukirira hurombe, hurwere, makuhwa,nhamo, huipi, kuvengwa, kusvorwa, etc. Saka ini ndauya neshoko risina hurukuro nasatan, but kuzokuudza chete kuti nhasi isa chamvari chemunamato urudunure pattern yakarukirirwa nasatan muLife yako. Ndine hasha naSatan nekuti ndirikuona kuti anobata-bata uvete or wakavarairwa, asi nekuti wazviona rega kupopota, Mwari vari kuzorudunura twese tusiri twavo muupenyu hwavo.
SATAN WAIRASA, TODAY TIRI KURUDUNURA PAWAKARUKA. NEZITA RAJESU KRISTU, RUDUNURA PAWAKARUKA.

Iwewo hapana chaungarudunure usina Jesu. Tora Jesu saIshe naMambo nhasi woenda kukereke, umushandire misi yose yeupenyu hwako!

SHARE!

Adopted By Apostle Pride Sibiya

Kuruka
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp