Hilarious: Hurukuro Pakati Pa$100 na $1: READ THIS!

Conversation Between $100 and $1


$100: Mhoro kani iwe mufana .

$1: Mhoroi kani vakuru manga marova

$100: Iwe urimupenyu hako, unomborova sure mufana.

$1: Imi ndimi marova kubva paya musi uya patakaonana kwaSpar handina kuzombokuonai futi makangoti muri kuenda kubank.
Hilarious: Hurukuro Pakati Pa$100 na $1: READ THIS!

$100: Hoo sure ndichibva kubank ndakabva ndaenda kwa Chiyadzwa, uko ndaingochinjaniswa nemabhozida nepfambi . Ndabva ikoko ndakabva ndati Bulawayo ndikabudira ku Victoria Falls ndakanoti ku Hwange husiku iwowo, ndokuenda kuNewYork nemumwe businessman wekuNigeria ndokudzoka neborder jumper neku South Africa apa handizivi kuti ndichafamba sei ndichibva pano.

$1: Inga zvenyu vakurumurikuona nyika, ini ndanzwa, kubva paye ndakaenda muhomwe yeumwe murume wekuchurch, Sunday ndikakandwa muchurch, ndakanobviswa pamupiro, ndikanotengesa mafruits ekuchurch iye akandibatawo neni kuchurch kwake.Iii ndanzwa nekutenderera mumachurch.

$100: Chii chinonzi Church?

Give God the best this Sunday. Itawo $100 azive Church!

Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp