18+ Only: Madzimai Vanotaura Zvinodiwa Nemadzimai Pabonde

1. Musaita morning glory iya vana baba yekuti unosvosva mukadzi. Pamunosiya mbeu iya mukadzi asina kuclimax kuseni mosiya madira moenda.

Iyoyo inoswera ichidenha muviri wemunhukadzi kunzwa kuda murume. Kana pasina romance zvekumuka mongobayira musati mainda kubasa its a DONT.


2. Kutora too long muchirara nemukadzi musingamusvitse is a DONT. Make sure anofanira kuita climax or orgasm kakawanda pavhiki. Coz zvikasadaro munenge muchisvosva nzara yake. 
18+ Only: Madzimai Vanotaura Zvinodiwa Nemadzimai Pabonde
3. Kungogara makatsamwa. Mamoods makamawanepiko. Kungotsamwa kupopota. Mukadzi hafi akanakirwa nebonde nemunhu anongomutsamwisa. Imi hamufi makaudza mudzimai kuti makachena maimwana. Kutotarisira madam vako pasi kune vamwe igoridhe pangwarire. Munhu kana aroorwa does not mean she is down and out. Tangai mamufadza. Sex yemukadzi inofungwa its not physical. Saka kupopota mamoods its a DONT. 

4 . Kubva nhasi ivai vana baba kwavo kwete kuita mabully. Ipai rudo. Itai madam vaone kukosha kwekuroorwa pane kutomushainirwa. Mukadzi anoda kungodiwa chete.  

ASI MUKAPA RUDO NEKUITA PAMBA PAFARWE ITS A DO..!
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp