18+ Only - Zvidzidzo Zvebonde Series - Kukura Kwenhengo Yemurume Kune Zvakunobatsira Here Kana Kutadzisa Pabonde? (Part 1)

Kana paine chinhu chinonyanyo kosha mupfungwa dzemunhurume mamiriro enhengo yake. Most men will go to great lengths to pay homage to compensate for or even disguise their packages. 

Kune nyaya dzaita mukurumbira kunyika nyaya yekukudzwa kwenhengo dzevarume, iya inonzi “Penis Enlargement.” Ndingati nyaya yepenis enlargement nezvihuta ndodzaita mukurumbira muSouthern Africa nyanye nyanye muZimbabwe. Chii chanetsa varume kuti vade kuwedzeresa nhengo dzavakapihwa nanyadenga? 

Hanzi vakadzi havadi varume vanetunhengo tudiki, ndizvo here? Panezvose zvatingaita ruzivo rwakakosha, nekuti unogona kuva nemachine gun but kana usingagone kuishandisa unourawa neane banga asi achigona kurishandisha.

Chokwadi ndechekuti chinonyanyo kukosha kumunhukadzi ndechekuti nhengo yako inogona kumira nguva yakareba sei? Ukuwo chinokoshera murume ndeche mapindiro aanoita mumukadzi nechikapa chacho.
Zvidzidzo Zvebonde Series - Kukura Kwenhengo Yemurume Kune Zvakunobatsira Here Kana Kutadzisa Pabonde? (Part 1)
Mumwe mutsauko ndewekuti munhu wemukadzi pane paanosvika pekuti muviri wake wese unenge uchinakirwa zvekuti kumutsvoda chaiko kana kumubata panguva iyoyo kunotowedzera moto. Asi muviri wechirume hauna kudaro, kana nhengo yangopinda chete centre yezvinhu zvese inobva yava panhengo iyoyo. Mukadzi akagona kuitira nhengo iyoyo zvonodiwa, murume mukuru anobova semombe yatemwa nedemo.

Nyatsopabatai varume, mukadzi kana yava nguva yebonde anoda nhengo inogona kuramba yakamira kusvika iye anzwa kuti akwana zvisinei nesize. Kana murume akave nenhengo diki, asi ichimira kuti twii kwenguva refu, murume iyeye anogona kufadza mukadzi kudarika vamwe vanotiratidza mifananidzo emipinyi yenhengo dzisingatani kutunda nekubva dzarara ipapo opapo.

Vakadzi vakati wandei vakataura nemunyori uno nenyaya dzenhengo idzi vanoti mazinhengo makuru acho anonetsa kumisa, uye kana amira haagoni kuti twii (haaite firm). Zvinokonzera varume vazhinji vanenhengo idzi kupedzisira vakumwa masex enhancing tablets, and they frequently vist men`s clinic with dysfunctional issues. (opinions not facts) Vamwewo ndovaiti dzimwe dzacho instead yekunakirwa unopedzisira wave kurwadziwa nekuti ruzhinji rwevarume vanenhengo hombe they are up to fix a woman. Hanzi havazive kuti bonde rinoitirwa kuti mukadzi anakirwe, kwete kumurwadzisa.

Pabonde hapadi hutsinye vanababa vanenhengo hombe, zvezvinoreva ndezvekuti kana uinehombe there is need to be gentle and very caring, unless she shouts “Blast me!!!”


Dzimwe nhengo dzinoratidzika kuve kadiki kana yakarara, asi dzikamira dzinoita matanda chaiwo. Hanzi nemadzimai nhengo hombe as long kana isati yamira hairevi chinhu. Vangatovhunduka vaona zvainoita kana yamira, uye kana ichingona kuramba ichikwenya mukadzi kusvika akanganwa zita nemutupo wake. Asi kana zviri zvekungoti nguva diki diki mukadzi asati ambosimudza chiuno yatorutsa, yotorara ipapo. Hanzi hapana hapana vanababa.

Vakadzi varikuramba varamba zvakare kuti kukura kwenhengo handiyo nyaya, asi kumira kwayo, nguva yainotora yakamira zvichireva kuti vakadzi havadi kuitwa munyengajongwe, vanoda kunyatsowanirwa nguva pabonde kusvka atunda, otunda ozotunda zvakare murume achingokwenya chete, hanzi nevakadzi kana akanyatoskwirwa munekahwema kanonzwika mumba kekuti panezvaitwa muno umu.

Continued Here - Zvidzidzo Zvebonde Series - Kukura Kwenhengo Yemurume Kune Zvakunobatsira Here Kana Kutadzisa Pabonde? (Part 2)
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp