Wednesday, 16 May 2018

MuKristu NeService: Chandikuvadza Ichi!

Wakambonzwawo here kuti mota ikanzi yaenda kuservice The mechanic drains old oil and fills it with new oil, removes old filters and replaces them with new filters, tightens loose bolts etc.


He then washes the engine and leaves it spotless clean.

Asi tarira mamwe maKristu abva kuservice anodzoka neused oil, pfungwa hadzina kuchinja, abva kuservice but haana kuitwa alignment/tsoka dzirikungofambira makuhwa.
Zvapinda here?
Abva kuservice but achirikungoitwa push-start pabasa raMwari. Abva kuservice but achirikungoitwa jump-start pakubisa chegumi.

Abva kuservice but achirikumisfire pamuromo pachakazara manyepo.
Abva kuservice but maheadlights arikuda focus nemeso meso.


WAKABVAWO KUSERVICE,HOW ARE YOU SOUNDING,PANE CHANGE HERE?

Good people please receive Jesus Christ as your personal Lord and Saviour because He is coming soon!

Please follow my pages Apostle Pride Sibiya on all social networks.

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *