A Must Read - Ruoko Here Kana Kuti Gonyeti?

Ruoko rwemunhu haruna power as compared to engine yegonyeti but unoona mupurisa achishandisa ruoko to instruct gonyeti kuti parker paside pe road apa. 

It doesn’t mean kuti mupurisa ane physical power rakapfura regonyeti or driver wacho but it’s because he has authority from the state. It’s not about physical power but it’s about authority.
A Must Read - Ruoko Here Kana Kuti Gonyeti?
Don’t look down upon yourself uchiti you have weaker muscles, uchizviti you are woman, it’s not about physical strength but pihwa authority kubva kunaMWARI. Gonyeti rema problems kana rauya, you will tell it kuti parker apa, lorry yema demons ikauya, unoiti parker, benz yemaspiritual wife/husband ikauya, kungoti parker paside, whatever chauya nasatan you will tell it kuti buda muroad. . Ngaapihwe ticket satan uyo anoda kufamba munzira dzako. Get the power from GOD. John 1:12 But as many as received him, to them HE GAVE POWER to become the sons of God, even to them that believe on his name. (Batisisa manzwi aya:HE GAVE POWER).

MunaJesu unesimba hama...Kana usimo iti, "Ishe Jesu huyai mumoyo mangu nhasi mundiregerere zvitadzo zvangu zvose."

Ngationanei kukereke!
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp