Hutsanana MuBedroom: Ngatibatsiranei!

Mubedroom hamusi mekurwira kutukana or kutsamwisana but ndemekupanana rudo pamwe nekuronga Bedroom inofanira kuita paradise chaiyo zvekuti nyangwe zvikanzi warwara ashanya anofanira kubva achiti ummm varoyi vamuroyera zvinhu zvake or mumba inorara mai Chakati ummm mundege chaimo not kunzi, "mai-hwe haangambotadze kurwara maanorara so ummm dai vamuendesa kumusha."


Mumba mune mukadzi ngamuratidzike nehutsanana pamwe nekushongedzwa usatye kushongedza mumba mako even uchiroja ndemako coz unobhadhara rent.
Hutsanana MuBedroom: Ngatibatsiranei!
Rangarira guva harishongedzwe mukati usaite mbiri yekunhuhwa mukaka muhapwa kuita mbiri yekunzi, "pitikoti yamai ava hey maone," or kunzi, "bamunini ava zvimashot zvejean zvavanopfeka ma1." Munhu kutya kufenda coz of zvaakapfeka mukati hama zvauri uchifamba ndozviri mubedroom mako izvozvo. 
Saka ngatiitei hutsanana mumba nekunze Kune vanoti mavo mundege tibetserei tigadzire meduwo MUBEDROOM MODA CHII NECHII??
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp