18+: Chikoro Chechikapa Kumadzimai Nevarume naTete

Apostle naMama Sibiya ndibvumirei ndibatsire vana. I have been receiving messages from females asking me kuti CHIII CHINONZI CHIKAPA ... For marrieds only please!


Hachizi chinhu chakaoma madzimai. Hapana munhu anonzi haagoni chikapa.kungoti chete munhu akanzwa word rekuti chikapa anofunga sekuti chimwe chinhu chakaoma zvikuru. Madzimai maitiro anoita murume airipamusoro,ndivo maitiro aunoitawo uripasi. Musiyano uripo chete ndevekuti varume vanonzi vanokoira, vakadzi vonzi vanoita chikapa. Hakuna zvokuti murume kana asingagoni, nekuti zviuono chete ndizvo zvinotamba chete kwete muviri vese, mukangotanga nekukoirana chete munotonakirwa.usawanze speed nekuti murume achakutangira kufara ukasara nenzara.

Chemahara hakuna wena pasina kukoira hapana kunakirwa. Chikapa chinodiwa askana zvisinei ndopekutodzidza pano zvaunomboita unoswedera kumadziro wotora gumbo rako woisa kumadziro riri straight wotora rimwe woripinzira pasi pera shewe wokoira zvinyoro nyoro uchinyora vana zero vako vakati wandei wosimudzira chiuno chako zvonyatsoti ndiiii wochemerera, "iiiiiiiii daddy nhai madii murikundinakira amai kani moda kundiuraya here?" Wozonyora hako vana 8 vako uchikoira wombovapepeta uchiti ukati left woti right Asi chikapa chongozviita choga madzimai, hapana paunganakikidzwa woramba wakangoti rabada, unotoita action, kubatirira kudii kudii.
Chikoro Chechikapa Kumadzimai Nevarume naTete
Imi vanoti chikapa havagoni ndomboshayawo ini. Ini handizvitsvagi kuti kune anonzi machangani anoita chiuno circle, ndezvavo izvo, ini ndoita zvandoona kuti zviri kuindirana nedhara rangu...kozotiwo kupepeta, ukangoziva zvawoita uchipepeta nerusero ndizvozvo zvawongoita murume ari pamusoro, imaginer wakabata rusero,murume wako ndiye anenge rusero iwe chiuno chako ndiwo maoko ako,chiita basa.

Koita chimwe chinhu chekupedzisira madzimai, yedzai kutanga ana baba bonde, kwete kungomirira everyday kuti imi mutangwe. Murume anopedzisira atsvaga mhuka inonzi SMALL HOUSE because ndizvo zvayinogona izvozvo Munadzidzira kutenda kutenda varume venyu kuti iii nhasi daddy mabata basa kana mapedza bonde. Zvinopa murume manyuku nyuku. Imi varume musazoti kana mapihwa chikapa mongoramba makanyara . Unotendawo. Kwete kungodzuruka sekunge urikudzuruka bhasikoro kkkkk, vaudzei Apostle.

Apostle's note: Kana muchida kuti tete varambe vachinyora pano taurai kan mabatsirwa. Uye kunamata Mwari kuburikidza naJesu Kristu ndicho chinhu chikuru, tosangana kukereke!
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp