Saturday, 3 March 2018

A Must Read - Nyangwe Ukarumwa, Ramba Uchirova.

Mike Tyson paakapinda muboxing ring kuti arwe naEvander Holyfield akange asina kuronga kunoruma nzeve yemumwe wake ... but pazvikamunaya zvibhakera he resorted to some dirty tactics, wanikwe aruma nzeve yaEvander Holyfield ... 

Dai asiri referee akazomisa mutambo, nenzeve ine ropa iyoyo Holyfield aingouya chete.
Mike Tyson
Do you know kuti in this life we are in a boxing ring naSatan. He fights us every day of our lives. Now yaanotamba satan ndeye kuti akaona kuti wamuwanzira zvibhakera (munamato neshoko) anoita resort to some dirty tactics. Kuda kukuruma nzeve ndopaunoona wakungopomerwa nyaya yausina kumboita kubasa. 

Usavhunduke ukaona zvadaro, ziva kuti you are winning the fight - ndisatan akuda kukuruma nzeve... Iwe don't stop fighting - ito wanza munamato - wanza shoko raMwari... Usawore moyo coz the winning bell is about to sound soon!! Ramba uchinamata, ramba uchitsanya, ramba uchipa, ramba uchienda kuChurch, ramba uchida Mwari! God bless you dear friend. I have shared with someone I love, may you do the same!

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *