A Must Read For Women - Mukadzi Wekumbova Nehutsinye Odzidzisa Mamwe Madzimai!

I want to encourage vamwewo vakadzi vangadai vaine problem yandakamboita mumarriage yangu. I am 40 Years old woman and been married for 20 years. 16 years ago my mother-in-law vakashaya ndikapiwa bamnini last born yavo kuti ndigare nayo. 

To say the truth ndakasvotwa ndichfunga kuti munhu akutobva kumusha kuzogara kumba kwangu kuma low density asingazivi kuti town chii apa hembe dzacho nezvese ma 1 he was 13. Takagara about a year mwana achitambura zvisingaite. Ndaisamubvumira kuona T.V chaiyo apa aida sadza futi maskati ndichimuti chingwa ndochandinowana. Apa to think kuti chikafu chaivemo mumba asi ndaingovenga munhu chete.

Shewe vakatanga kundiitira attitude kunonoka kuuya kumba, kushaiwa appetite yechikafu chendabika, bonde racho the list goes on. Ndaka tsamwa even more ndichiti bamnini ndivo vanotaurira mukoma wavo zvisina basa. On this day 15 years ago patakati tiri mubedroom nashewe after a long silence takarara pasame bed ignoring each other, ndakaita courage ndikangovhunza kuti saka marriage iyi ichasvikepi yakadai? 
A Must Read For Women - Mukadzi Wekumbova Nehutsinye Odzidzisa Mamwe Madzimai!
Response yakati "Ini handizivi nekuti kana mwana wamai vangu asina pekugara ini ndirimupenyu zvinoreva kuti ndinenge ndatokonewa responsibility yangu saka for now marriage is not a priority." Vachibva vatora pillow negumbezi vakaenda kundorara pasofa and he was crying. Vasikanawe that night ndakachemawo and realised kuti i was destroying my own marriage. I made a decision that night. Kuchiedza I went kundotengera bamnini hembe, new uniform, cooked sadza masikati acho, avekuita manheru I asked babamunini kuti vandirudunure mabraids tichiona TV. He was shocked vakanditi thanks for accepting me you won't regret. 


Pakasvika shewe he watched us tichiseka musitting room. Vakazouya and hugged me. Everything normalised mumba mangu. Bamnini vakazopedza college yavo tichiwirirana zvisingaiti vakawana basa ku Zambia. NeFriday last week he suprised me nemota, honda CRV yevakanditengera from Japan. Ladies I encourage you to search yourselves musati mapa varume venyu blame. Sometimes isu we push them away. Ndakadzidza kuti you should accept hama dzevarume and ignore ma advice emafriend anofurira. Sorry nekurebesa but hope wadzidzawo.

Chipawo umwe mudzimai adzidzewo.

Like, Comment and Share!
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp