Monday, 18 December 2017

Mashoko Makukutu PaKisimusi NaApostle Sibiya

Kana kangoma koririsa koda kubvaruka, this Christmas-New Year season do not overdo things and sin against God ... mafaro mwena, utevedze unoguma! 

Vaiti varikudya nyika rutivi vakazomedzwa nayo tichivaita ivhu kuvhu, dota kudota, bukuta kubukuta chenjera! Vamwe vachatadza kupinda gore rino apa!
All-white parties anetsa
Takabva neko mwanangu kumhunga hakuna ipwa! Usamhanye pfavira ngoma husiku hurefu, usakurumidza kumedza kutsenga uchada, mandikurumidze ndiye akazozvara mandinonotsa, svinura, usatorwa nemufaro wenyika. Nemakudo makuru ngaapete muswe vadiki vagokutyai.

Fearing God is the beginning of wisdom! Compliments of the season. Safe and merry holidays!

LIVE HOLY EVEN ON HOLIDAY, DRIVE TO ARRIVE ALIVE!

Apostle Pride Sibiya.

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *