Iweka! Usabate Mubereki Senge Chimbuzi...!

Toilet ummmmh munhu kana akapreswa anotsvaga toilet nemoyo wese. Ndiyo imba inoshanyirwa zvakanyanya pazuva iyoyo.


Wese anoibvakachira anonyatsoona kukosha kwayo but munhu achingobatsirika anosiya aisvipira mate oenda ende haacheuke futi.
Iweka! Usabate Mubereki Senge Chimbuzi...!
MWARI vari kuti ndaneta kungotsvagwa munhu AKAPRESWA chete.saka muchiona kuti MUNHU kana aine PROBLEM anePATIENCE mufunge. Ndiriseni ndakuzviziva kuti mubereki, hama, shamwari kana PASTOR kana Mwari wedu akatsvagwa hameno chapressa munhu. Paunoona pachitwa all night prayer hameno chapressa. Makakomborerwa imi munonamata MWARI zvakaro.


Wabatsirwa woshora!!! Izvezvi wakaitirei vabereki? Zvikuru sei usakanganwe Mwari kuburikidza naJesu Kristu. Vhiki rino kusvondo!

Mari kana kushaya mari JEHOVHA ngarumbidzwe!
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp