A Must Read - Ingogohwesa Keeper Aripo!

History yesoccer yose hapana vakamboramwa bhora coz paita goalkeeper pagedhe. Rinotambwa zvakadaro with the hope yekugohwesa aripo keeper.


Joshua haana kurega kutora Jericho coz masuwo avharwa. Chaidiwa neIsraeri changa chavharirwa mukati but hazvina kupedza tariro yavo. Kuti vatore Jericho rusvingo rwaifanira kudonha. Rusvingo was part of their challenge. Guta rakatorwa zvakadaro (Joshua 6).

Rega mhasi ndimbobata nyaya yemachallenges atadzisa vazhinji kubudirira pane zvavanoda. Chero zvikanzi South Africa kwaita mabasa, umwe akangonzwa zvekuti kunourawa vanhu and izvozvo zvakatomupedza samba. Umwe akanzwa kuti muchato unodhura haana kana kuzoda chero kuroora kwacho. Tine dzimwe shasha dzakasiya zvekudzidza coz zvanzi chikoro hachichashandi.
Gohwesa
Pane vamwe vava vapinda muchipfambi coz vanhu varikuti mazuvano vakomana havacharoori. Israelites took Jericho, Barrier iripo. Rusvingo rwakadonha vakatora chavaida. Guta ranga ravanzwa nerusvingo but vakapinda.
Yes, there are barriers in life but you should learn to lean on God’s promises. Muna Jesu zvose zvatinoda zvirimo saka usatya zvako hama yangu. Apostle Sibiya vanoti gohwesa keeper aripo!!!

Gashira Jesu, unamate Mwari! Amen.

Adopted By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp