"Mai-Mwana Ndodii Nedumbu Iri?": Dealing With Post-Natal Bellies.

Chekutanga unofanira kuziva chinokonzeresa dumbu racho first kuti uzive kazvinobvira so that uno avoider zvacho zvinokonzeresa risarambe richibuda kana watanga zvekuita zvekuti ribve. 

Dumbu rinokonzerwa neinonzi gluten nema fats zvinenge zvawanda mumuviri.Gluten iye ne fat iye zvinonoenda kunokandwa mu lining yedumbu, dumbu rotanga kubuda. Naizvozvo iwe kana wamboda kupedza dumbu zviri serious chaizvo,

1. Usadye zvikafu zvine gluten. Inowanikwa yakawanda muzvikafu izvi;mawheat products,pasta,noodles, baked foods like cakes etc,cornflakes,crutouns nezvine starch like mapotatoes,candy, oats,pizza etc. Unoita zvishoma kana kutorega.

2. Usanwe doro kana macider - zvinosiya maparticles anoenda mulining yedumbu straight.

3. Hard to believe but lip-gloss, lip-ice nezvimwe zvinozorwa pamalips zvinokonzeresa dumbu. Zvinoitwa involuntary digestion and zvinobatanidzwa kuti zvizvigadzire zvinoramba zviri mudumbu. Ukambo avoider zvinhu izvozvi you are good to go.
"Mai-Mwana Ndodii Nedumbu Iri?": Dealing With Post-Natal Bellies.
Kuchishanda dumbu rako manje chiita zvinotevera:
1. Inwa warm water chete, no cold. Nekuti gluten ne mafats zviye zvinenge zvakagara mudumbu mvura inopisa inozvi heater continuosly zvoita zvichimelta bit by bit, slow but very sure. Ukagona kumaster recipe yemvura chete yakadaro yega dumbu rinopera pasina any other need of any other remedy kana exercise.Unonwa mvura inopisa on an empty stomach uchangomuka 500 ml, wonwa mvura inopisa masikati 30 minutes usati wadya, wonwa mvura inopisa 45 minutes after wadya then manheru 30 minutes usati warara wonwa imwe.Ese ari ma 500 ml. You will see wonders.

2. Idya fibre yakawanda, inotora mvura kubva mudumbu neku binder mafats-apples,brocolli ndizvo zvine fibre inodiwa.

3. Idya half avocadoe rinoshanda zvimwe nefibre.

4. Make sure mazuva ese uofamba uchiswinger maoko ako kwe 2 km, kana uchigara kusingaite kufamba unongotenderera imba yenyu kana pachivanze 20-30 times.You have to sweat.

5. Rara pasi nemusana, isa maoko ako paside pemuviri wako akadzika nemuviri wako.Simudza makumbo ako akavhurika mbijana slowly kusvika wasvika pa 90 degrees.Ramba wakadaro for a minute.Chimadzikisa slowly.Zviite makuseni nemanheru 4 times.
6. Kana une mumwe munhu wauri kuita naye tengai kabhora kenyu.Iwe rara nemusana wakaisa chi 20 kg or 10 kd kumakumbo kwako.Shamwari yako ndaikukandire bhora riye kuleft neku right uchiribata nemaoko ese, fat inotsva chaizvo.Itai fast and faster kusvika waku sweater.

7. Position yamunoita iya kana muchiitira murume chikapa chekuti magaro anosimuka mudenga nemusana wese wosara wakabatira pasi nemagokora chete nezvitsitsino.Ita iyoyo wakatakura chi weight padumbu pako.Unomira wakadaro for 5 minutes wodzokorodza katwo.

8. Shandisa rionzi Exercise ball kana kuti Stability Ball .Unorishandisa for balance.Unokwanisa kugara pariri wakavhara makumbo wakastrecha maoko ako uchitamba tamba.Unokwanisa kuita mapush ups dzoka dzako dziri dzega dzakatsika pamusoro paro so that dzinenge dziri mudenga musoro uri pasi.Ita not less than 15.Unokwanisa kuritsimbirira nedumbu rako makumbo ako ari pasi wobata zvima weights mumaoko ako woswinger like munhu ari kuswimmer.Ita kusvika wasweater.

Finally inwa Green Tea, inobvisa ma impurities ari mudumbu.Ukaita masteps acho kutangira food inofanira kudyiwa neisingafanire, kunwa hot water kusvika ku Stability Ball, dumbu rinototiza chete.Vakadzi nevasikana vanopa testimony yekuti vakaita saizvozvi ukavaona unonozviitawo kutanga that same minute.It really work!

Adopted By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp