Maheu Anotevera Vaenda Kumunda, Hatiende Kumunda Kunonwa Maheu!

Certain people want a wedding but not the challenges of a marriage, conflicts and responsibilities. Vaingoona gown remuchato chete mumeso avo and nothing else. They thought beauty is the primary purpose of marriage. 

Vapinda murenje vakufunga kudzokera Ijipita. Ndiyo mhando iya inopinda basa nekuda pay isingazivi kuti pachada kushandwa. Chinamato ukachipinda nekuda kupfuma chinokurwadza. Ukachipinda nekungoda kuporeswa ngwarira kudzokera panzira. Ukachipindazve nekutya varoi ngwarira kudzokerera murenje. VaIsraeri havana kuzvibuditsa Ijipita uye havasivo vaive nechinangwa che Kenani, asi vanoita sekunge isarudzo yavo.
Maheu Anotevera Vaenda Kumunda, Hatiende Kumunda Kunonwa Maheu!
Hapana route yaunotora isina renje pakati. Vazhinji vakutsvaga mashort cuts but ending up taking the longest routes. Akagadzira chikwambo was an attempt to find a short cut to prosperity. Vamwe vakadyisa varume mukuedza kunzvenga renje rewanano. Most Christians vanoda huchi nemukaka kwete Mwari wacho. Ndosaka uchiona zvichivarerukira kugadzira chimwari chekunamata murenje.

Maita makorokoza muchinamato. Panoshumirwa vhangeri reRepentance hakuna anodaira. But chingoti receive your car!! Maiweee. Nevasingataure vanodaira "amen." Canaan irikudiwa but renje hapana arikurida. We need preachers who take people to Jesus first before taking them to Canaan. Because Canaan yacho ikapindwa vasina Jesu panoita nyaya. Ngavadzidziswe kuda Mwari vasati varatidzwa mari. They should love God first before they love anything. Vamwe vakatozonetsa kuputsisa misasa pavakaravidza manna. Vakutongomirira manna ipapo Mwari havachinei naye. Have an intimate relationship with God. Gashira Jesu nhasi saIshe naMambo, wotanga kuenda kukereke.

Let's have the concept yokuti "Maheu anotevera vaenda kumunda kwete kuenda kumunda kunomwa maheu"

Adopted By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp