You Will Give Birth To A Special Child! Iwewe!

Itsika yaMwari yekuti kana vaine zvikuru zvavakakurongera vanombotendera zvavo kuti vavengi vako vaite sevanotungamira iwe uchiita seunosarira zvako shure. 

Dzimwe nguva iwe unogona kutoona sekuti Mwari vakukanganwa kana kuti vakurasa yet nguva dzaMwari hadzina kufanana nedzevanhu nekuti Mwari vanoita zvinhu zvavo in His own sovereign power. Bible rinoti Elkannah had two wives who are Hannah and Peninah, shoko raMwari rinoti Hannah had no children yet Peninnah had children.

Peninnah ndiye auya pamurume wemunhu but here she seem to be enjoying life whilst vahosi Hannah vachichema misodzi zuva nezuva nekuti shoko raMwari rinoti Peninnah waidadira Hannah nguva dzose nekuda kwekushaiwa kwake mbereko. You might be in Hannah's situation today but I have come with a message inoti you'll give birth to a special child. Kana Mwari vachida kuita chinhu chikuru newe itsika yavo yekutanga vatungamidza vanorwa newe mberi kwako, vamwe varikuti hero harina kudzidza,vamwe varikuti atochembera asina kuroorwa, vamwe varikuti vezera rake vakatovaka dzimba, hey hey hey Peninnah arikukushainira but instead yekuvapindura iwee ramba zvako wakatarisa kumuvambi nemukwanisi wekutenda kwedu.
You Will Give Birth To A Special Child! Iwewe!
Tinongonzwa kuti Peninnah anga aine vana but we never hear of their names but Hanannah paanopiwa mwana wake Samuel nyika yese yakazviziva and even today we preach about Samuel. Varumewe nditererei mundinzwe, chinoberekwa neasingabereke usachidherere. Mwari havana tsika yekuita zvinhu panguva inenge yakatarisirwa nevanhu asi kuti vanoda kuti vanhu vatange vapedza newe, vatange vakupa mazita emadunhurirwa.
Sekai zvenyu varume but kana Mwari wangu avakuita zvinhu zvake neni muchandiona kuti madzimambo achagadzwa nemwana wangu. Kunonoka kubereka kwangu hazvireve kuti handibereke but inhau yekuti chandakatakura chinokosha uye chinouya at an appointed time. Usazvitarisire pasi and never compare your life with others coz you are special.

Surely you'll give birthto a special child.

Adopted By Apostle Pride Sibiya.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp