Usaverengese Bhuku Munhu Asina Kutenga.

Ukapinda mubook shop havadi kuti uvhure book uchiriverenga unongorava zviri pa Cover chete. Muya munotengeswa maMagazines nema Newspaper havadi zvekare kuona uchivhura nekuverenga usati watenga nekuti vanoziva kuti hauzobhadhari. Mazuva an iwo mabepanhau aakutoiswa staple pin kuti asatovhurike.


Murudo rwemazuvano kune hama dzechisikana dzinoverengesa varume mabhuku avasina kutenga kuzoda bhuku rakwachurwa mapeji haasisina kukwana zvahii hee varume vane hutsinye newevo ita hutsinye usavaverengesa bhuku ravasina kubvisira mari. Kana ndiwevo ungada kutenga Newspaper rawapedza kueverenga here.
Usaverengese Bhuku Munhu Asina Kutenga.
Nemi varume haikona kungofamba muchirava mabhuku amusina kutenga mhoti anodhura kudhindisa. Chigashirai Jesu saShe naMambo muve varume kwavo, motanga matenga mabhuku mozoverenga.

Adopted By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp