Monday, 7 August 2017

Read and Share - Sei Ma-Small House Achihwina: On The Other Hand!

SHARE THIS WITH EVERY MAN AND WOMAN PLEASE!


1. Anoziva zvinodiwa nemurume wenyu imi hamuzvizive.

2. Ma small house haakiye bonde imi munopedza week makatsamwa .

3. Ma small house anoita respect (yekunyepera hayo) achida kudya mari yababa. Unonzwa voti daddy mageza here?

4. Ndokuisirayi kanyama mu oven here kana munoda cold drink. Imi munonongedzera kune sadza.

5. Munobika matemba ekupfidzisa murume.

6. Ma small house anocheka murume wenyu nzwara, vopukutwa vabva kunogeza ,voiswa baby powder pakati pezvigunwe. Imi munoti seberayi muri kundimara nenzwarwa dzenyu.

Don't make that mistake.
Read and Share - Sei Ma-Small House Achihwina: On The Other Hand!

ON THE OTHER HAND ... While women (and men too) must improve, isuwo varume let us face reality. Cheating has no acceptable excuse!

Chakonzeresa masmall house is kuti varume nevakadzi tatendera Satani mumisha yedu. Varume whether mukadzi anatsa or agona the ultimate decision is yours. Kana uchida kuzvibata woregedza small huse you can ... kana uchida kuita small house nyangwe mukadzi akanaka sei or achinatsa sei unongoita!

But varume takuvadza nyika ... takuvadza mhuri...takuvadza moyo yemadzimai edu ... takuvadza mweya yedu...takuvadza chimiro chedu! Men let us men-up! A real man is a man who can control his emotions, not whose direction is determined by his erection! Apostle Sibiya vanoti, ngatizvibatei tichikumbira kunaMwari tive vana vanababa vakanaka ... NGATIFUNGEI NEMUSORO MUHOMBE KWETE NEMUSORO MUDIKI. Self-control is the way to go!

Chete kuva murume akanaka or mukadzi akanaka kunotanga nekugashira Jesu saIshe naMambo weupenyu hwako. Do it now: "Lord Jesus come into my heart and be Lord and Savior of my life!"

Paweekend kuChurch tese ... PASI NEMASMALL HOUSE!

By Apostle Pride Sibiya

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *