Kuda Munhu Asingakude

Samson akadanana naDelilah kwete kuti they were in love but because he was in love. Verenga Judges 16:4 (KJV) panonzi, he loved Delilah, hapana kunzi he was in love with Delilah, aida Delilah kwete kuti vaidanana neDelilah. 

Very dangerous mistake yekuti iwewe you love someone but iye (s)he doesn’t feel the same. Munhu iyeye its either anokuramba uchiri kumuda or anotora advantage yeLove yako. ukarambwa unenge wapona but akatora advantage yekuti iwe unomuda, you are in trouble. 
Kuda asingakude!
Delilah akatora advantage yelove yaSamson and akakonzera kuti agerwe vhudzi maiva nepower rake. The moment yaunopinda murelationship nemunhu waunoda but iye asingakude semadiro aunomuita, shuwa uchagerwa zvinopedza power. Unogona kupihwa heart break ichakupedza power zvelife yese, kupihwa chirwere, kumitiswa, kupihwa mwana asiri wako, or even kupinzwa musatanism. Kana musati mava mumarriage purizi, if you love that person but iye asina love towards you, siyana nemunhu iyeye muchiri padhuze and find someone ane love yakakodzerana newe. Rega kudanana nemunhu waunoda kudanana naye but dananana nemunhu wekuti Mwari anoda kuti udanane naye. Kana matova muMarriage kare, then pray so that GOD gives that person a loving heart and arege kuita pfungwa dzekuda kutora advantage.
Ko seiko tichishingirira kushandira satani asi iye haambofe akakuda? Ziva Mwari nhasi kuburikidza naJesu Kristu!
Adopted By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp