18+ Murume Chaiye Pabonde!: Contributions By Women

1. Haarare pamusoro pemukadzi akatsimbirira kana achiita basa rebonde.

2. Anogera choya nemuhapwa osiya chepachipfuva kuti mai vatambe nacho

3. Anopawo mukadzi nguva yekumbotambisawo chombo chake nekuchijairira

4. Anotamba nemuviri wemukadzi wake kwenguva nekudhonza nekukwizirira kab**ns kaye zvekuti mukadzi anoita kuburitsa maziso kunge mbudzi yafira mumvura.

5. Haateereri kuchema chema kwemukadzi kunzi unondiuraya nechombo coz hakuna guva rechombo.

6.Haakwire mukadzi nestyra imwe chete anopota achichinjanisa kt zvinakidze

7. Haamhanyire kutunda coz chinotanga kuti mukadzi anakirwe atunde ozotunda iye.
18+ Murume Chaiye Pabonde!: Contributions By Women
8. Anochemerera kana kuboorera kunge mombe yatungwa pajoki kana ave kutunda kt mukadzi aite mawara ekuti ndagona kupakurira baba.

9. Haakwire mukadzi ari dry,anobata mukadzi kusvika atota akubvunda sekiti anenzara.

10. Anoziva nzvimbo dzekumutsa nadzo muviri wemukadz.

11. Anoyamwa mazamu emukadzi nekudhonza matinji kana ambozorora achimirira kuti imuke zvakare

12. Haatange kukotsira kana apedza basa anofanira kumbosara akamuka.

13. Anozvinda mukadzi kana otunda kuita kunge dhongi ramanidzirwa pawaya

14. Akarara achiita basa mukadzi anofuma akavata kwete kuti mukadzi anofuma achitsvaira ruvanze rungwanani.

15. Haakandwe mudenga kupepetwa nemukadzi.

Kikiki ya tadzidza madzimai. Keep the ideas coming!

Adopted By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp