Monday, 17 July 2017

18+ Mai Mfundisi - Bonde Kuruwadzano

Madzimai echidiki koshesai nguva yebonde handiti:


a. Kana uchida bonde usamirire kuti murume akutange. Ndezvekare zviya. Ibva wamuratidza kuti nhasi uri kurida paanongosvika achibva kubasa. Mubate bate and jokingly say ‘ndiri kuita stock take kuti wauya nazvo zvese here’.

b. Zuva iri kurumidza kubika kuitira kuti mukasire kupinda muimba yemutambo/ bedroom

c. Ibvai matangira mubath tub kana mushower uchimupira gotsi wakazora sipo and make sure magadziko ako ari kugumhana naye all the time.

d. Kuzopedzisa kugeza chinenge changove chirango, tora nguva iyi kuita yekutamba. Be naughty. Haikona kungomhanyira kurara pabed wakavhura makumbo wakatarisa mudenga. Imbotambawo naye mwanangu nenhengo dzake.
18+ Mai Mfundisi - Bonde Kuruwadzano
e. Mubate nemaoko maviri. Claim him, he is yours. Dzikisa rumwe ruoko ku*** woapuruzira zvinyoro nyoro uchikwidza nemutanda wayo kusvika ku tip kwayo woita uchiisvonyora zvishoma nezvishoma uchimboivhara

f. This is an art that you must do well zvinoenderana ne rythm yekufema. Puruzira mukati memakumbo nema tips ezvigunwe zvichinosangana pam***nde paya pawatangira each time uchikwidzazve kumuromo kwayo. Ipapa murume ndiye anenge ari pasi akakuvhurira makumbo kuti uite zvaunoda nayo.

g. Kwidza puruziro yako nechekudumbu nechest uchizviita zvinyoronyoro uchitarisa response yenhengo yake. Ukaibata kudai uchidzvinya dzvinya uchanzwa temperature yayo yakwira.

h. Iwewo uchidai, katank kako ke oil yemukati mako kanotodeuka chete.

i. Back to the bed, ipa baba muviri wako nenhengo vachitambewo nayo. Bonde harisi remurima chete kunotoda kubatidza malights kana kuita masikati machena. j) Nguva yebasa inguva yakakosha saka make sure maphone akadzimwa kana kuiswa pa silent. Chiisanai nenzira kana kuti style yamunoona inoita kutanga nayo. Pabonde kana mukasachinja style katatu kana ka4 muri kuzvinyepera kuti muri kurigona. Handiti pakubika munoisawo twakawanda wanda kuti zvinake? Ndizvo zvimwechete nebonde rinochinjwa chinjwa.
k. Usatye kana kunyara kuchemerera pabasa. Ikodzero yako semukadzi kusheedzera kana kutaura zvaunonzwa kuda. Usangonyarare sehwai inofa yakanyarara.

l. Murume wese anokurumidza kuuya chete ukamupa nekumashure saka save this style for last. Murume chaiye anosvitsa iwe first iye asati kwete kuita sejongwe rinongoti cho cho cho ratopedza.

m. Kukoira kunoda zvine rhythm, zvinoenderana kwete kuti paanodzikisira ndoopowadzoka shure. Paanodzika iwe kwidza kuti ipinde mukati kati. Muudze nekuchemerera paanosvika. Kusvika chipo vazhinji mudzimba umu havatombozivi kuti kusvika kuita sei. Nakirwai madzimai mudzimba umu.

Pamusoro pezvose like Apostle Sibiya ndinoti chakanyanyisa kukosha kuziva Mwari semurume nemukadzi. Endai mese kukereke kutanga svondo rino.

Ndatenda.

Adopted By Apostle Pride Sibiya

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *