Munorevesa Here Kuti Nyama Yakaneta?

Matthew 26:41 - Jesu ari muGarden of Gethsmane achinamata, Akaenda kuvadzidzi, akavawana vavata, akati kunaPetro, makanga musingagoni seiko kurinda neni nguva imwe chete?


Rindai munyengetere kuti murege kupinda mukuidzwa, mweya unoda hawo asi nyama hainesimba. (Matthew 26:41-41/ Mark 14:37-38)

Simba rekunamata rakashayikwa because the disciples were tired physically. But that same night unozoona Peter achiwana power rekucheka nzeve yemurume anonzi Malchus anga auya kuzosunga Jesu. (John 18:10)

Kana zvava zvePrayer munhu anokotsira nekuti nyama yakaneta but kana zvava zveViolence unoona munhu ane power rekucheka mumwe nzeve. Ahhh nyama yakaneta here zveshuwa? Sei muchinetera paPrayer but kujambanja mune energy

Zvinhu zvemweya ndizvo zvinoneterwa asi mabasa enyama munhu haanete.
Tese tinosvika pakuneta...asi zvisava pamweya bedzi.
Group reMharidzo paWhatsapp munhu anobuda achiti battery reFone ririkunetsa mazuva ano but chinoshamisa ndechekuti pamaGroups ese anosarudza kubuda reShoko raMwari, kwete rebhora, or remaFriends ake or reAny other subject but reGospel. Ishuwa here kuti battery ririkunetsa, ko inga music hamusi kumira kuridza wani paFone ipapo, candy crash nemamwe maGames murikutamba wani, kana iri nyaya yeBattery ko how come you are using zvinhu zvinotopedza battery more than shoko raMwari raiuya paGroup?

Nyama yakaneta here shuwa zvamarovha kuChurch, but kubasa munoenda kunyangwe nyama yakaneta. Even overtime munoshanda but zvaMwari ndizvo zvamusina energy nazvo but kana zvave zvekutsvaga mari power munaro.
Nyama yakaneta here zveshuwa zvamatadza kuti muwane at least 30 minutes dzekuverenga Bible, but kana muine maExams enyu ekuchikoro munokwanisa kumuka na12 midnight kusvika kuyedze muchiverenga chete.

If you don’t rise up in zvinhu zvaMwari you shall rise up in wrong action. Peter akanetera zvekunamata but akazowana simba rekuita zvakaipa. The moment yaunonetera zvinhu zvaMwari ziva kuti you are opening up doors for the devil to enter and use you

Handirambe kuti nyama inoneta, but kana tichikwanisa to do mabasa edu epano panyika nenyama yakaneta iyoyo, chii chinotitadzisa to use that weak flesh pazvinhu zvaMwari, of course we can

Romans 8:5 For those who live according to the flesh set their minds on things of the flesh; but those who live according to the Spirit, the things of the Spirit.

Pakutodiwa kuti munhu ukoshese zvinodiwa neMweya waMwari more than zvinodiwa nenyama.

Adopted By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp